Vahebheru 7:2 BDMCS

2 uye Abhurahama akamupa chegumi chezvinhu zvose. Kutanga zita rake rinoreva kuti, “mambo wokururama”; uyezve, “mambo weSaremu” zvinoreva kuti, “Mambo worugare.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 7

Maonero Vahebheru 7:2 akapoteredza