Vahebheru 7:3 BDMCS

3 Asina baba kana mai, asina madzitateguru, asina mavambo amazuva kana magumo oupenyu, soMwanakomana waMwari anoramba ari muprista nokusingaperi.

Verenga chitsauko zvakakwana Vahebheru 7

Maonero Vahebheru 7:3 akapoteredza