Zvakazarurwa 10:10 BDMCS

10 Ndakatora bhuku duku rakapetwa kubva muruoko rwomutumwa uye ndikaridya. Raitapira sokutapira kunoita uchi mumukanwa mangu, asi ndakati ndaridya, mudumbu mangu mukavava.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 10

Maonero Zvakazarurwa 10:10 akapoteredza