Zvakazarurwa 10:9 BDMCS

9 Saka ndakaenda kumutumwa ndikamukumbira kuti andipe bhuku duku rakapetwa. Akati kwandiri, “Tora uridye. Richavavisa dumbu rako, asi mumuromo mako richatapira souchi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 10

Maonero Zvakazarurwa 10:9 akapoteredza