Zvakazarurwa 11:18 BDMCS

18 Ndudzi dzakatsamwa;uye hasha dzenyu dzauya.Nguva yokutonga vakafa yasvika,neyokupa varanda venyu vaprofita mubayiro,uye navatsvene venyu naavo vanotya zita renyu,zvose vaduku navakuru,uye neyokuparadza avo vanoparadza nyika.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 11

Maonero Zvakazarurwa 11:18 akapoteredza