Zvakazarurwa 11:7 BDMCS

7 Zvino pavanenge vapedza kupupura kwavo, chikara chinobva mugomba rakadzika zvisina mugumo chichavarwisa, chigovakunda uye chichavauraya.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 11

Maonero Zvakazarurwa 11:7 akapoteredza