Zvakazarurwa 12:10 BDMCS

10 Ipapo ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:“Zvino ruponeso nesimba noumambo hwaMwari wedu zvasvika,uye nesimba raKristu wake.Nokuti mupomeri wehama dzedu,Iye akavapomera pamberi paMwari wedu masikati nousiku,akandwa panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12

Maonero Zvakazarurwa 12:10 akapoteredza