Zvakazarurwa 12:9 BDMCS

9 Shato huru yakakandwa pasi, iyo nyoka yekare inonzi dhiabhori, kana kuti Satani, anotsausa nyika yose. Akakandwa panyika pamwe chete navatumwa vake.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 12

Maonero Zvakazarurwa 12:9 akapoteredza