10 naiyewo achanwa waini yokutsamwa kwaMwari, yakadirwa sezvairi mumukombe wehasha dzaMwari. Achatambudzwa nesafuri inopfuta pamberi pavatumwa vatsvene napamberi peGwayana.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14
Maonero Zvakazarurwa 14:10 akapoteredza