Zvakazarurwa 14:11 BDMCS

11 Uye utsi hwokutambudzika kwavo hunokwira nokusingaperi-peri. Hapana zororo masikati kana usiku kuna avo vanonamata chikara nechifananidzo chacho, kana kuna ani zvake anogamuchira mucherechedzo wezita racho.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 14

Maonero Zvakazarurwa 14:11 akapoteredza