13 Ipapo ndakaona mweya yakaipa mitatu yakanga yakaita samatafi; yakabuda mumuromo meshato, mumuromo mechikara nomumuromo momuprofita wenhema.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 16
Maonero Zvakazarurwa 16:13 akapoteredza