Zvakazarurwa 16:14 BDMCS

14 Iyi ndiyo mweya yamadhimoni inoita zvishamiso nezviratidzo, uye inobuda ichienda kumadzimambo enyika yose, kundovaunganidza kuti vandorwa pazuva guru raMwari Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 16

Maonero Zvakazarurwa 16:14 akapoteredza