Zvakazarurwa 18:1 BDMCS

1 Shure kwaizvozvi ndakaona mumwe mutumwa achiburuka kubva kudenga. Akanga ane simba guru, uye nyika yakavhenekerwa nokubwinya kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:1 akapoteredza