Zvakazarurwa 18:13 BDMCS

13 nhumbi dzesinamoni nezvinonhuwira, mura nezvizoro zvinonhuwira, waini namafuta omuorivhi, upfu hwakatsetseka negorosi; mombe namakwai; mabhiza nengoro; nemiviri nemweya yavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:13 akapoteredza