Zvakazarurwa 18:3 BDMCS

3 Nokuti ndudzi dzose dzakanwa waini inopengesa youpombwe hwaro.Madzimambo enyika akaita upombwe naro,uye vashambadziri venyika vakapfuma kubva pakufadzwa kwaro kuzhinji.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:3 akapoteredza