Zvakazarurwa 18:4 BDMCS

4 Ipapo ndakanzwa rimwe inzwi kudenga richiti:“Budai mariri, vanhu vangu,kuti murege kugovana naro muzvivi zvaro,kuti murege kugamuchira matambudziko aro api zvawo;

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 18

Maonero Zvakazarurwa 18:4 akapoteredza