Zvakazarurwa 2:17 BDMCS

17 Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe zvinoreva Mweya kukereke. Kuno uyo anokunda, ndichamupa imwe mana yakavanzika. Ndichamupawo ibwe jena rine zita idzva rakanyorwa pariri, rinongozivikanwa naiye anorigamuchira.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 2

Maonero Zvakazarurwa 2:17 akapoteredza