Zvakazarurwa 2:18 BDMCS

18 “Kumutumwa wekereke iri muTiatira nyora kuti:Aya ndiwo mashoko oMwanakomana waMwari, ane meso anenge murazvo womoto uye ane tsoka dzinopenya sendarira.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 2

Maonero Zvakazarurwa 2:18 akapoteredza