3 Uye ndakanzwa inzwi guru richibva pachigaro choushe richiti, “Zvino imba yaMwari yava pakati pavanhu, uye achagara navo. Vachava vanhu vake, uye Mwari pachake achava navo uye achava Mwari wavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21
Maonero Zvakazarurwa 21:3 akapoteredza