Zvakazarurwa 21:4 BDMCS

4 Achapukuta misodzi yavo yose pameso avo. Hapachazovazve norufu, kana kuungudza, kana kuchema, kana kurwadziwa, nokuti zvinhu zvokutanga zvapfuura.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 21

Maonero Zvakazarurwa 21:4 akapoteredza