8 Ini Johani, ndini ndakanzwa uye ndikaona zvinhu izvi. Uye ndakati ndazvinzwa uye ndazviona, ndakawira pasi kuti ndinamate ndiri patsoka dzomutumwa akanga andiratidza zvinhu izvi.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 22
Maonero Zvakazarurwa 22:8 akapoteredza