Zvakazarurwa 22:9 BDMCS

9 Asi akati kwandiri, “Rega kudaro! Ndiri muranda pamwe chete newe uye nehama dzako vaprofita navose vanochengeta mashoko ebhuku iri. Namata Mwari!”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 22

Maonero Zvakazarurwa 22:9 akapoteredza