Zvakazarurwa 3:17 BDMCS

17 Unoti, ‘Ndakapfuma; ndakawana pfuma uye handina chandinoshayiwa.’ Asi hauzivi kuti une nhamo, unonzwisa urombo, uri murombo, uri bofu uye hauna kusimira.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:17 akapoteredza