Zvakazarurwa 3:18 BDMCS

18 Ndinokupa zano kuti utenge kwandiri goridhe rakanatswa nomoto, kuti upfume; uye uve nenguo chena dzokupfeka, kuitira kuti ufukidze nyadzi dzokusasimira kwako; nechizoro chokuisa mumeso ako, kuitira kuti ugone kuona.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:18 akapoteredza