3 Naizvozvo, rangarira zvawakagamuchira nezvawakanzwa; uzviteerere, uye utendeuke. Asi kana usingapepuki, ndichauya sembavha, uye haungazivi nguva yandichauya nayo kwauri.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3
Maonero Zvakazarurwa 3:3 akapoteredza