4 Asi una vanhu vashoma muSadhisi vasina kusvibisa nguo dzavo. Vachafamba neni, vakapfeka nguo chena, nokuti ndivo vakafanira.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3
Maonero Zvakazarurwa 3:4 akapoteredza