Zvakazarurwa 3:5 BDMCS

5 Anokunda achaita saivo, achashongedzwa nguo chena. Handingazodzimi zita rake kubva mubhuku roupenyu, asi ndichapupura zita rake pamberi paBaba vangu navatumwa vavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:5 akapoteredza