7 “Kumutumwa wekereke iri muFiradherifia nyora kuti:Aya ndiwo mashoko aiye mutsvene uye wechokwadi, iye akabata kiyi yaDhavhidhi. Chaanozarura hakuna munhu anopfiga, chaanopfiga hakuna munhu anochizarura.
Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3
Maonero Zvakazarurwa 3:7 akapoteredza