Zvakazarurwa 3:8 BDMCS

8 Ndinoziva mabasa ako. Tarira, ndaisa pamberi pako mukova wakazaruka usingagoni kupfigwa nomunhu. Ndinoziva kuti une simba shoma, asi wakachengeta shoko rangu uye hauna kuramba zita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 3

Maonero Zvakazarurwa 3:8 akapoteredza