Zvakazarurwa 5:9 BDMCS

9 Uye vakaimba rwiyo rutsva runoti:“Ndimi makafanira kutora bhuku rakapetwa nokuzarura zvisimbiso zvaro,nokuti ndimi makaurayiwa,uye neropa renyu makatengera Mwarivanhu kubva kumarudzi ose uye nendimi dzose,navanhu nendudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 5

Maonero Zvakazarurwa 5:9 akapoteredza