Zvakazarurwa 7:13 BDMCS

13 Ipapo mumwe wavakuru akandibvunza akati, “Ava vakapfeka nguo chena, ndivanaaniko, uye vakabvepi?”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 7

Maonero Zvakazarurwa 7:13 akapoteredza