Zvakazarurwa 7:14 BDMCS

14 Ndakapindura ndikati, “Ishe, imi munoziva.”Uye iye akati, “Ava ndivo vaya vakabuda mukutambudzika kukuru; vakasuka nguo dzavo uye vakadzichenesa muropa reGwayana.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 7

Maonero Zvakazarurwa 7:14 akapoteredza