2 Madzimambo 6:5 BDMCS

5 Asi mumwe akati achiri kutema muti, musoro wedemo wakasvotoka ukawira mumvura. Akadanidzira akati, “Haiwa, ishe wangu, rakanga rakweretwa!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 6

Maonero 2 Madzimambo 6:5 akapoteredza