Ezekieri 1:16 BDMCS

16 Uku ndiko kwaiva kuratidzika namagadzirirwo amavhiri acho: Akanga achivaima sebwe rekristaro, uye zvose zviri zvina zvakanga zvakafanana pakuonekwa kwazvo. Pakuonekwa kwawo napamagadzirirwo awo akanga akaita sevhiri rimwe riri mukati merimwe vhiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1

Maonero Ezekieri 1:16 akapoteredza