Ezekieri 1:17 BDMCS

17 Pakufamba kwazvo, zvaigona kuenda neimwe yenzira ina dzakanga dzakatariswa nezvisikwa zvina; mavhiri akanga asingatsauki zvisikwa pazvaifamba.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1

Maonero Ezekieri 1:17 akapoteredza