19 Zvisikwa zvipenyu zvaiti kana zvofamba, mavhiri aiva parutivi ofambawo; uye kana zvisikwa zvipenyu zvikasimuka kubva pasi, mavhiri aisimukawo.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1
Maonero Ezekieri 1:19 akapoteredza