Ezekieri 1:20 BDMCS

20 Kwose kwaienda mweya, zvaiendawo, uye mavhiri aisimuka pamwe chete nazvo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri mumavhiri.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 1

Maonero Ezekieri 1:20 akapoteredza