Ezekieri 10:16 BDMCS

16 Makerubhi aiti ofamba, mavhiri aiva parutivi rwawo ofambawo; makerubhi aiti akatambanudza mapapiro awo kuti abhururuke kubva pasi, mavhiri akanga asingabvi parutivi rwawo.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:16 akapoteredza