Ezekieri 10:17 BDMCS

17 Kana makerubhi akamira, iwo aimirawo; uye makerubhi akabhururuka, iwo aisimuka pamwe chete nawo, nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu wakanga uri maari.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 10

Maonero Ezekieri 10:17 akapoteredza