Ezekieri 12:12 BDMCS

12 “Muchinda ari pakati pavo achaisa zvinhu zvake papfudzi kwasviba agoenda, uye achaboorerwa buri rokubuda naro parusvingo. Achafukidza chiso chake kuitira kuti arege kuona nyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 12

Maonero Ezekieri 12:12 akapoteredza