13 Ndichamutambanudzira mumbure wangu, uye achabatwa mumusungo wangu; ndichamuendesa kuBhabhironi, nyika yavaKaradhea, asi haasi kuzoiona, uye ikoko ndiko kwaachafira.
Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 12
Maonero Ezekieri 12:13 akapoteredza