Ezekieri 16:3 BDMCS

3 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusarema: Madzitateguru ako nokwaakaberekerwa ndiko kunyika yeKenani; baba vako vakanga vari muAmori uye mai vako vakanga vari muHiti.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:3 akapoteredza