Ezekieri 16:4 BDMCS

4 Pazuva rawakaberekwa rukuvhute rwako haruna kugurwa, uye hauna kushambidzwa nemvura kuti uchene, uye hauna kutongokwizwa nomunyu kana kuputirwa mumucheka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 16

Maonero Ezekieri 16:4 akapoteredza