Ezekieri 17:24 BDMCS

24 Miti yose yomusango ichaziva kuti ini Jehovha ndinodzikisa miti yakareba nokuita kuti miti mipfupi irebe. Ndinoomesa muti munyoro uye nokukurisa muti wakaoma. “ ‘Ini Jehovha ndazvitaura, uye ndichazviita.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 17

Maonero Ezekieri 17:24 akapoteredza