Ezekieri 18:28 BDMCS

28 Nokuti anorangarira kudarika kwake kwose kwaakaita uye anotendeuka kubva panzira dzake, zvirokwazvo achararama; haangafi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:28 akapoteredza