Ezekieri 18:29 BDMCS

29 Asi imba yaIsraeri inoti, ‘Nzira yaJehovha haina kururama.’ Nzira dzangu hadzina kururama here, imi imba yaIsraeri? Ko, hadzisi nzira dzenyu dzisakarurama here?

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 18

Maonero Ezekieri 18:29 akapoteredza