Ezekieri 21:14 BDMCS

14 “Saka zvino, mwanakomana womunhu, profita uye urovanise maoko ako pamwe chete. Rega munondo ubaye kaviri, kunyange katatu. Ndiwo munondo wokuuraya, iwo munondo wokuuraya kukuru, uri kuuya kwavari kubva kumativi ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:14 akapoteredza