Ezekieri 21:15 BDMCS

15 Kuti mwoyo inyauke uye vanowa vawande, munondo ndakauyisa pamasuo avo ose kuti uuraye. Haiwa wakagadzirirwa kuti upenye semheni, wakabatwa kuti uuraye.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:15 akapoteredza