Ezekieri 21:23 BDMCS

23 Zvichange zvakaita seshuramanenji yenhema kuna vaya vakange vapikira kumuteerera, asi iye achavarangaridza nezvemhosva yavo agovatora kuti avaite nhapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:23 akapoteredza