Ezekieri 21:24 BDMCS

24 “Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Nemhaka yokuti imi vanhu makandiyeuchidza mhosva yenyu nokundimukira pachena, muchiratidza pachena zvivi zvenyu pazvinhu zvose zvamunoita, nokuda kwokuti makaita izvi, muchaitwa nhapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Ezekieri 21

Maonero Ezekieri 21:24 akapoteredza